---------- Forwarded message ----------
From: Jala Milazi <jmi...@yahoo.com>
Date: Fri, 10 Dec 2010 02:54:12 -0800 (PST)
Subject: FW: TIRIKUUYA KUKISIMUSI NENYUWERE
To: shaina...@gmail.com
----Forwarded Message----
From: jmi...@yahoo.com
To: jmi...@yahoo.com
Sent: Mon Dec 6th, 2010 4:36 AM EST
Subject: FW: TIRIKUUYA KUKISIMUSI NENYUWERE
-----Original Message-----
From: Enock Teverah
Sent: Monday, December 06, 2010 6:59 AM
To: Tafireyi Tevera
Subject: FW: TIRIKUUYA KUKISIMUSI NENYUWERE
Makadii,
Kutanga ndinoti makadii henyu nemhuri ikoko aiwa isu tiri wadi kuno. Ndati
ndikuzivisei kuti tirikuuya pakisimusi kusvika nyuwere kumba kwenyu ini
nevana vangu vatatu nevazukuru vangu vatatu namaid nevana vake vaviri nasisi
vake nemurume wake nevana vatatu ndichapfuura nekumusha ndichitora mbuya
Tsatsureni nevana vamukoma vashanu vaiti vanoda kukuonai uye baba vaOwen
nemukadzi wavo natete Susan namai Job. Mutigadzirirewo mari dzemabhazi
hatina yekudzokesa. Ndinovimba muchafara kutiona nekuti nesuwo
tangatakusuwayi.Ndinozviziva kuti hamudi imbwa asi hapana
wandingasiire.Ndiri kukumbirawo kuti mofanoitengera chikafu chayo sezvo
isingade sadza kana mabhonzo zvinenge zvambosvisvinwa.
Ndini wenyu,
--
Sent from my mobile device
I'm the KING, The World's Greatest!!